Title: | Kuregerera in Advance |
---|---|
Artist: | Joyous Celebration |
Album: | Joyous Celebration, Vol. 19 (Back to the Cross) |
Release Year: | 2015 |
Duration: | 6:30 |
Size: | 8.93 MB |
Source: | YouTube |
Handidi ini kufa ne BP
Ndigotadza kupenda denga
Nekuda kwekusaregerera
Moyo wangu wonanga Gehena
Kwete
Ndinokuregerera
Ishe vakandiregerera
Saka ndatokuregerera newe
Kuregerera in Advance, Kuregerera in Advance